Paul C. Jong
eBook, ePUB

Mharidzo Pamusoro Peevhangeri Yamateo (I) - Ko Mukristu Angaita Hurukuro Yepamoyo Naishe Panguva Ipi? (eBook, ePUB)

Sofort per Download lieferbar
2,99 €
inkl. MwSt.
Alle Infos zum eBook verschenken
PAYBACK Punkte
0 °P sammeln!
Mupostori Mateo ari kutiudza kuti Shoko raJesu rakataurwa kuvanhu vese panyika, nekuti akaona Jesu saMambo wemadzimambo. Parizvino, vaKristu pasi pose, avo vachangobva mukuzvarwa patsva kuburikidza nekudavira kuevhangeri yemvura noMweya yatiri kugovera, vari kudokwairira kudya chingwa chehupenyu. Asi zvakavaomera kuti vave neruwadzano nesu muevhangeri yezvokwadi, sezvo vose vari kure nesu. Naizvozvo, kuti tizadzise zvishuwo zvepamweya zvevanhu vaJesu Kristu, Mambo wemadzimambo, mharidzo dziri mubhuku rino dzakagadzirwa sechingwa chitsva chehupenyu kuti vadye vagokura pamweya. Munyori anodudza ...

Dieser Download kann aus rechtlichen Gründen nur mit Rechnungsadresse in A, B, CY, CZ, D, DK, EW, E, FIN, F, GR, H, IRL, I, LT, L, LR, M, NL, PL, P, R, S, SLO, SK ausgeliefert werden.